Morgan Zvemangororo

Makunakuna aramba otsikirira guta reMasvingo izvo zvaita kuti vamwe vati ndiko kuchatanga kugumira nyika
Madzibaba Chikonanyika avo vanoitira mukasango kari pedo ne Exor,vanonzi vaka batikidzwa vachiita cheupombwe nembudzi apo vari mukati memicheka mitsvuku yaka komberedza sowe rawo
Kunonzi mudzibaba uyu akamanya zvekupfumbura guruva chaiko,chimbudzana chikatiwo midzimu yandiwona chikatizawo nedivi rachowo
Mike nemusikana wake vanoti vaka shamiswa nechiitiko ichi sezvo vaitodawo kuno batsirwa
Umwewo muchembere aka mboitawo video achishushikana kuti vanhu veMasvingo voitwa sei
Ukuwo umwe anonzi Makomichi anetsawo nekupa vanhu kadzi mipfuhwira uye nemashura eku pfumisa vanhu uko kunonzi vanhu vanogara vazere kutsvakawo mapipi iwayo
Vamwe Ishe vakaonekwavo vachitsvoda mazamu omukadzi womuridzi mumazimota avo makuru akati kuuya aya
Pfambi dzeku Marry Me dzinonzi dzava kunyora chikwereti,wozoripa mwedzi wapera.Ukuwo mashabhini awanda kudarika vanhu,makuhwa anonzi akanyanyisa muMasvingo
Masvingo inotoda kuti vanhu vese variko vatsvage Mwari zvizhinji; anodaro mufundisi wemuHarare