Zanu PF Activist Causes Havoc In Rural Gutu
18 July 2022
Spread the love

Matizha Prim Sch
Bag 401
Mupandawana–
Gutu

14 July 2022

(Bhinya reZanuPF rokutyisidzira vanhu muGutu West 0772251011 kana maverenga tsamba iyi please mufonerei kuti aregedze zvokutyisidzira vanhu veCCC)

Dear George Chidhuza/ Chivhande

Munhu wemudzidzisi unonyadzisa zvikurusa kuita kwako asi regedza tikuudze chokwadi uchenjere kutamba nemadhoti pasina mvura.

Toziva zvese zvauri kuita zvokutyisidzira vanhu uchiti muchauraya vanhu veCCC gore rinouya.Mwari haasi wemunhu umwe.Iwe ndiwe chete uchararama nokusingaperi here?

Hapana vasingazive kuti unodzidzisa pachikoro Kanongovere Secondary School.Tinoziva zvakare kuti wakamboita acting Chief Serima .Usada kusevenzesa kuva Teacher kana kumboita Acting Chief kutyisidzira vanhu.

Chokutanga ziva kuti kupinda pachigaro cheDCC reZanuPF uri civil servant hazvisi pamutemo weBumbiro renyika.

Chinorwadz ndochokuti hapana chaunotambirira mari yehurumende nokuti uri kufoirisa vana zvinogwadza vabereki.Gore rino ndiri kekupedzisira kudzidzisa vana vakafoira vana vedu tinobvisa musubject yako.

Asi zvekare ukaona chero munhu umwe chete akarohwa mudunhu medu ziva kuti iwe nemhuri yako haugare muno kusvika murufu.Usatitora sekuti hatifinge.

Ukaona tichikusiya uchiita zveZanuPF kuremekedza kodzero dzako saka iwevo tiremekedze .Kana ukasatiremekedza tichapedzisira tisati tichakunyarai murairidzi.

For every action there is an equal and opposite reaction. Ndapedza newe as a teacher you must understand it’s meaning.Mateacher ose siya aite zvaanoda.Iwe unoda ZanuPF unombowana marii pamwedzi? Unohora iwo maBond here iwaya sevamwe? Chaunacho hapana basa kukumbira nokukwereta Mari .Uri imbwa yomunhu iwe.

Kuda unoti ndini ndega vazhinji vachakufonera vachikuudza kutsutsumwa kwavo nokuda kuita kwako.Nhumba yePhone yako 0772251011

Ndini Akatsutsumwa

John Zvapano.