
By Elizabeth Marunda| If the President and his/her team, indeed uphold Servant Leadership as they claim, the Bosses, we the people should choose our Vice Presidents, ministers, women and youth, judges, speakers of parliament and senate who truly express our interests and meet our needs and demands, not representatives who choose themselves so that they can silently harvest most of the nation’s resources as though we do not exist and also, as if there is no posterity.
This is not acceptable in the 21st Century. There is need for all of us to speak out against the evil that we witness daily. We the people of Zimbabwe should speak out through the said petition inform and persuade others, no one is coming to save Zimbabweans, we have to petition alone and we shall be heard.
Kana Purezidendi nevamwe vavo, vachishandira vanhu sekutaura kunomboitwa, vanhu ndisu Vakuru vavo, saka isu vanhu tinofanirwa kusarudza ‘Vice Presidents’, maMinister, madzimai, vechidiki majaji ama’court’ makuru, nevatungamiriri vemuParamende nemuSeneti vanodiwa nevanhu nekuti vanenge vachigona kumiririra zvido zvevanhu. Kwete vanhu vanozvisarudza, kumirira zvido zvavo vakatokanwa, kana kuziva kuti, kune remangwana. Maitiro aya haadiwi paamgariro edua nhasi uno. Saka tese mhuri yeZimbabwe, ngatirambei mashura atiri kuoneswa aya. Ngatitaurei tese pamwechete tichishandisa inonzi PETISHINI iyo iri kutaurwa. Tikasadaro, hapana achauya kuzotibatsira. Saka isu vana veZimbabwe TikaPETISHINA TOSE TINOTOHWIKWA ZVOMENE.
Xa,U’President ucho iqiniso ukuthi bayasebencela tina abantu, tina hiti Abadhala babo. Kumele sivhotele ama Vice President, amMinister, vomama, lamajaha lemankazana , amajaji em’court’ amakhulu, leumongameli wePalamende leSeneti labo sifuna tina. Hasifuni labo abazicabanga bedwa bekohlwa tina abantu namuhla, lakusasa. Tina hasifuni lokho okuenzeka. Kumele sikhulume sonke sisebenzesa I twa IPETISHININI LEYO ekulunywa. yona, Singapokuzihlalela akhla, umuntu ozasicedisa. Xa tina sonke abantu , Ipetishini
beZimbabwe singaPETISHINA SONKE sizbe lempilo entsha.
Read below and see how the President is being made the Almighty, that is why we should say no to the Constitution Amendement Bill 2.
Verengai muone kuti Purezidendi ari kupiwa masimba ose, ndosaka tichifanira kuramba Constitution Amendement Bill 2.
Balani lokho okubalwe pansi libone ukuthi u’President’ uyapiwa amanghla onke njani, lokho okuzaenza ukuthi licabanga ukuthi sithi hasifuni iConstitution Amendment Bill 2.
The Question of Succession in the absence of a Running Mate/ Nyaya yenhaka yeHuPurezidendi kana pasina Vice President akasarudzwa nevanhu/ Isikhundhla xa, u’Vice President’ angala ivhoti yabantu
This clause 9, adopts the provisions of paragraph 14 of the 6th Schedule to the Constitution as the operative provisions relating to the question of the succession to the Presidency (given that the Vice-Presidents are not elected as running mates).
In the absence of the Running Mate, as is the case with this Constitution Amendment Bill No. 2, when a sitting resigns, dies or is taken out of office of the two Vice Presidents, the one who was nominated last to act as President by the previous Preident, becomes the Acting President until a new President, a nominee from the political party that the previous President represented, assumes office.
Mu’Constitution Amendment Bill no 2, itsva, tinotevedzera zvemu’Constitutioniripo; zvekuti Purezindi akabuda basa ega, kana kuti akadzingwa,kana kufa chigaro cheuPurezidendi chinobatwa neuyo ‘Vice President’ akapedzisira kutumwa kubata chigaro naPurezidendi waivepo, kusvika bato rakabva Purezidendi aivepo rasarudza uyo munhu achave Purezidendi yenyika yeZimbabwe.
E ‘Constitution Amendment Bill no 2, entsha, sizalondolozela lokho kwavhela e’ Constitution, okuthi, u’Vice President’ owaqedisa ukupiwa isikhundhla sokusebenza njengo ‘Vice President’ nguye uzaba ngu’Acting President’ kufika umuntu onominetweo nga bandhla okwavhela u’President’ ongeo.
2.0 The Running Mate Concept of Vice Presidency in Clauses 2, 3, 4, 5, 6, 7, & 8 /Kupinda mumakwikwi ema ‘election’ kwa Vice President/Ukengena ema ’election’ okwa ‘Vice President’ “The present Constitution of Zimbabwe Amendment (No. 20) Act became fully operational on the 22nd August, 2013, having been assented to on the 22nd May, 2013, by the President as the Constitution of Zimbabwe Amendment (No. 20) Act, and published on that same day:
2.1 Clauses 2, 3, 4, 5, 6, 7 and 8 clauses dispense with the “running-mate” concept of the Vice-Presidency.
”Instead, the 2 Vice-Presidents will be chosen on the President’s own authority.”
2.2 Kana zvazvo Mu Constitution of Zimbabwe Amendment (No. 20) Act, muchiti, Vice President vanofanira kupinda mumakwikwi eSarudzo vovhoterwa nevanhu uti vapinde pachigaro., mu Constitution Amendment Bill No. 2 zvave kunzi ‘President’ ndiye chete ave nemasimba okusarudza ma ‘Vice President’ maviri
2.3 E’ Constitution of Zimbabwe Amendment (No. 20) Act,, khumele u’Vice President’ angene ema ‘election’ abantu bovotela yena xa bemufuna kodwa, e’Constitution Amendment Bill No. 2, kumele Umongameli welizwe yena atate labo efuna bona ukuthi asebenze labo njenge ‘Vice Presidents’
3.0 The inclusion of Ministers from outside Parliament/Kupinda muParamende maMinisita asina kusarudzwa nevanhu/
3.1 Under this clause 10, the President may appoint up to 7 (instead of 5) additional Ministers from outside Parliament
3.2Mu’ Constitution of Zimbabwe Amendment (No. 20) Act, ‘ President’ anodaidza vanhu vashanu vasina kusarudzwa nevanhu kuti vave maMinisita, asi mu ‘Constitution Amendment Bill 2, Purezidendi vanodaidza vanomwe
3.3 E ‘Constitution yethu, u’ President’ uyabiza abantu abahlanu hedwa, odwa e’Constitution’ entsha , abantu bangakhona uyayengezelela ababili
4.0 This clause 11, extends the provision for the party-list women members of the National Assembly by another two extra Parliaments (from 2 to 4 Parliaments), and makes provision for the party-list representation of youths in the National Assembly.
4.1 Constitution Amendment Bill No 2, muchapamhidzirwa madzimai , majaha nemhandara, vanopinda mu Paramende nemuSeneti vasina kusarudzwa nevanhu
4.2 E’Constitution Amendment Bill No2, vomama, lama jaha, lemantombazana vazaengezelelwa kungala abantu abavhotela bona.
5.0 Appointment of Sitting Judges/ Mapihwiro anoitwa majaji mabasa avo eujaji/ Ukunikwa okwamajaji umusebenzo
5.1 This clause 13, will allow the President acting on the recommendation of the JSC to appoint sitting judges to vacancies in the higher courts, without subjecting them to the public interview procedure.
5.1 Purezidendi achibatsirwa zvishoma ne’Judicial Service Commission anotsvaga majaji anoshanda muma’court’ makuru pasina maintavhiua anoitwa pachena nyika ichiona
5..2 UPurezidendi, ecediswa kacucucu nge’Judicial Service Commission’ uyanika amajaji ema’court’ amakhulu imisebenzo ungala maintavhiu abantu bekangele.
6.0 Extension of Tenure beyond 7
6.1 Clause 14 will allow Judges of the Constitutional Court and Supreme Court to extend their tenure after reaching the age of 70 annually for up to 5 years, subject to a favourable medical report as to the mental and physical fitness of the judge so to continue in office.
6.2 Majaji vanogona kushanda kusvika makore makumi manomwe ane mashanu vachipiwa gore roga roga kubva pagore rechimakumi manomwe kana vaine tsamba yavo yokwadhokotera inoratidza uti pfungwa neutano hwemuviri hwavo huchakanaka.
6.3 Amajaji bayakwanisa ukusebenza kufika 75 bepiwa umunyaka omunye kweminyaka emihlanu kuvhela uminyaka ehi 70, xa, bale tswadi yabalwa ngudhokotela ichengisa ukuthi iqondo zilungile, lomuzimba oqinileyo.
7.0 My Perspective and proposal on the Position of Speaker of Parliament and Speaker of Senate
Speakers of Parliament and Senate/Mutungamiri panhaurwa dzeParamende neseneti / Umongameli wePalamende Leseneti
Speakers of Parliament and Senate- Should be independent candidates who campaign and are voted for by the people
Mutungamiri panhaurwa dzeParamende neSeneti anofanirwa kupinda mumakwikwi esarudzo, ovhoterwa nevanhu
Umongameli wePalamende leSeneti kumele angene ema’election’ khona, abantu bazamuvhotela xa, bemufuna
Like this:
Like Loading...